Verse 1 Vakafa hapana chawakaona kwaita hondo munyika
Vakafa hapana chawakaona kwaita hondo munyika
Hondo yeminda, hondo yenzara, hondo yesadza, hondo yenyama
Hondo yezingwa, hondo yemuto kwaita hondo munyika
Chorus : Usiku hwekutambisa Mugabe
Usiku hwekutambisa
Usiku hwekutambisa Mugabe
Usiku hwekutambisa
Usiku hwekutambisa Mugabe
Usiku hwekutambisa
Usiku hwekutambisa Mugabe
Usiku hwekutambisa
Verse 2 Nehanda iwe hapana chavakaona kwaita hondo munyika
Kaguvi hapana chavakaona kwaita hondo munyika
Hondo yeminda, hondo yenzara, hondo yesadza, hondo yenyama
Hondo yezingwa, hondo yemuto kwaita hondo munyika
Verse 3 Vakafa hapana chawakaona kwaita hondo munyika
Vakafa hapana chawakaona kwaita hondo munyika
Hondo yebasa, hondo yemari, hondo yedollar, hondo yeusa
Hondo yerand, hondo yepula kwaita hondo munyika
Verse 4 Ambuya imi hapana chamakaona kwaita hondo munyika
Sekuru hapana chamakaona kwaita hondo munyika
Hondo yebasa, hondo yemari, hondo yedollar, hondo yeusa
Hondo yerand, hondo yepula kwaita hondo munyika
Verse 5 Vakafa hapana chawakaona kwaita hondo munyika
Vakafa hapana chawakaona kwaita hondo munyika
Hondo yefreedom, rusununguko, hondo yecensor, udvanyiriri
Hondo yePOSA, hondo yeAIPPA kwaita hondo munyika
Verse 6 Vasipo imi hapana chamakaona kwaita hondo munyika
Vakaenda hapana chamakaona kwaita hondo munyika
Hondo yefreedom, rusununguko, hondo yecensor, udvanyiriri
Hondo yePOSA, hondo yeAIPPA kwaita hondo munyika
Verse 7. Vakafa hapana chawakaona kwaita hondo munyika
Vakafa hapana chawakaona kwaita hondo munyika
Hondo yemvura, hondo yetsvina, hondo yesewage, hondo yerara
Hondo yehosha, hondo yeedzi kwaita hondo munyika
Verse 8 Hama dzangu hapana chamakaona kwaita hondo munyika
Diaspora hapana chamakaona kwaita hondo munyika
Hondo yemvura, hondo yetsvina, hondo yesewage, hondo yerara
Hondo yehosha, hondo yeedzi kwaita hondo munyika
Verse 9. Vakafa hapana chawakaona kwaita hondo munyika
Vakafa hapana chawakaona kwaita hondo munyika
Hondo yezesa, hondo yerima, hondo yemoto, hondo yengoda
Hondo yedombo, hondo yediamond kwaita hondo munyika
Verse 10. Mhaiyo imi hapana chamakaona kwaita hondo munyika
Baba imi hapana chamakaona kwaita hondo munyika

|