Die for a reason that will live, than live for a reason that will die • Do not fault me for voicing my concerns • You give not because you have more than enough but because someone doesn't have enough(Viomak) • There's nothing as bad as doing nothing about exploiters of humankind • Sympathy is for one who has tried and failed, pity is for one who has failed to try • Compassion is love in action • Intelligence is doing something about the suffering of others • Whatever you do,do it heartily as to the Lord and not to men(Colossians 3.23)SPEAK NOT IN THE EARS OF A FOOL FOR HE WILL DESPISE THE WISDOM OF THY WORDS(PROVERBS 23.9).WITH COURAGE YOU WILL DARE TO TAKE RISKS,HAVE THE STRENGTH TO BE COMPASSIONATE,AND THE WISDOM TO BE HUMBLE.COURAGE IS THE FOUNDATION OF INTERGRITY(KESHAVAN NAIR).

RELEASED ON 21 FEBRUARY 2009

(MUSIC COMPOSED AND WRITTEN BY VIOMAK)

1. Gukurahundi
2. Mavhoterapapi(Where did you vote)
3. Matibili wauraya(Matibili destroyed) (Viomak's favourite)
4. Gore iro (That year)
5. Baba vaEdward (Edward's father)
6. Batai Mutonge(Bring to justice)
7. Musaregerere JOC (Don't free JOC )
8. Broken buttock blues Lyrics by John Eppel

1.Gukurahundi

SHONA ENGLISH

Chorus: Gukurahundi gukura gukurahundi gukura
Gukurahundi gukura gukurahundi gukura

1.Zvakatanga nemadzviti vakatora tsvarakadenga
Zvakatanga nemadzviti vakatora tsvarakadenga
Gukurahundi gukura maZipra gukurahundi gukura akauraya
Gukurahundi gukura mashona gukurahundi gukura akapera

2.Zvakauya naMugabe vakatora zvombo zvehondo
Zvakapera naMugabe vakatora zvombo zvehondo
Gukurahundi gukura maZanla gukurahundi gukura akauraya
Gukurahundi gukura mandevere gukurahundi gukura akapera

3.Zvakatanga naLobengula vakatora tsvarakadenga
Zvakatanga naLobengula vakatora tsvarakadenga
Gukurahundi gukura mandevere gukurahundi gukura akauraya
Gukurahundi gukura mashona gukurahundi gukura akapera

 4.Zvakauya naMugabe akauraya Matebeleland
Zvakauya naMugabe akauraya Matebeleland
Gukurahundi gukura mashona gukurahundi gukura akauraya
Gukurahundi gukura mandevere gukurahundi gukura akapera

5.Zvakatanga naUmdala vakadhigira gidi mujena
Zvakatanga naUmdala vakadhigira gidi mujena
Gukurahundi gukura madzviti gukurahundi gukura masvina
Gukurahundi gukura garisanai gukurahundi gukura

6.Zvakatanga nemadzviti kutitorera tsvarakadenga
Zvakatanga nemadzviti kutitorera tsvarakadenga
Gukurahundi gukura mandevere gukurahundi gukura masvina
Gukurahundi gukura rooranai gukurahundi gukura

Gukurahundi gukura mashona gukurahundi gukura akauraya
Gukurahundi gukura mandevere gukurahundi gukura akapera

Gukurahundi gukura mashona gukurahundi gukura akauraya
Gukurahundi gukura mandevere gukurahundi gukura akapera

Gukurahundi gukura mashona gukurahundi gukura akauraya
Gukurahundi gukura mandevere gukurahundi gukura akapera

Chorus: Gukurahundi gukura gukurahundi gukura
Gukurahundi gukura gukurahundi gukura

1.It started with Madzviti who took beautiful women
It started with Madzviti who took beautiful women
Gukurahundi gukura Zipra killed
Gukurahundi gukura Shonas were eliminated

2.It came back with Mugabe who took arms of war
It ended with Mugabe who took arms of war
Gukurahundi gukura Zanla killed
Gukurahundi gukura Ndebeles were eliminated

3.It started with Madzviti who took beautiful women
It started with Madzviti who took hard mashona type
Gukurahundi gukura Ndebeles killed
Gukurahundi gukura Shonas gukurahundi gukura were eliminated

It started with Madzviti who took beautiful women
It started with Madzviti who took beautiful women
Gukurahundi gukura Zipra killed
Gukurahundi gukura Shonas were eliminated

It ended withMugabe who took arms of war
It ended withMugabe who took arms of war
Gukurahundi gukura Zanla killed
Gukurahundi gukura Ndebeles were eliminated

It started with Madzviti who took beautiful women
It started with Madzviti who took hard mashona type
Gukurahundi gukura Ndebeles killed
Gukurahundi gukura Shonas were eliminated

Gukurahundi gukura mashona gukurahundi gukura akauraya
Gukurahundi gukura mandevere gukurahundi gukura akapera

Gukurahundi gukura mashona gukurahundi gukura akauraya
Gukurahundi gukura mandevere gukurahundi gukura akapera

Gukurahundi gukura mashona gukurahundi gukura akauraya
Gukurahundi gukura mandevere gukurahundi gukura were elimanated

Gukurahundi gukura mandevere gukurahundi gukura were eliminated

2.Mavhoterapapi

SHONA ENGLISH

Chorus :Mavhoterapapi , Mavhoterapapi , Mavhoterapapi ,mavhoterapapi
Mavhoterapapi , Mavhoterapapi , Mavhoterapapi ,mavhoterapapi

1. Isu takavhota pataida ,takavhota pataida
Iye akaramba pataida akaramba pataida
Isu takavhota pataida ,takavhota pataida
Iye akaramba pataida akaramba pataida

2 .X tanyora pataida ,takanyora pataida
Iye akaramba pataida akaramba pataida
X takanyora pataida ,takanyora pataida
Iye akaramba pataida akaramba pataida

3. Isu takataura zvataida ,takataura zvataida
Iye akaramba zvataida akaramba zvatataida
Isu takataura zvataida ,takataura zvataida
Iye akaramba zvataida akaramba zvatataida

4.Isu takataura zvataida ,takataura zvataida
Iye akabira zvataida, akabira zvataida
Isu takataura zvataida ,takataura zvataida
Iye akabira zvataida, akabira zvataida

5. Vanhu varohwa,vakapiswa ,vakasungwa,vakatemwa
Vanhu varohwa,vakapiswa ,vakasungwa,vakatemwa
Vana varohwa,vakapiswa ,vakabatwa,vakatemwa
Vana varohwa,vakapiswa ,vakabatwa,vakatemwa

6.Mai vakabatwa ,vakarepwa vakatiza musha wawo
Mai vakabatwa ,vakarepwa vakatiza musha wawo
Baba vakabatwa vakapfurwa ,vakasiya mhuri yawo

3.Matibili wauraya (Viomak's favourite)

SHONA ENGLISH

1.Zimbabwe ihorror mudhara,Hee yaora mudhara
Zimbabwe yaora mudhara,Hee yaora mudhara
Hee yaora mudhara Hee yaora mudhara
Hee yaora mudhara Hee yaora mudhara

Matibili wauraya Zimbabwe
Matibili wauraya Zimbabwe
Wauraya wauraya wauraya Zimbabwe
Wauraya wauraya wauraya Zimbabwe

2.Mari ibond mudhara, Hee ibond mudhara
Mari ibond mudhara,Hee ibond mudhara
Hee ibond mudhara, Hee ibond mudhara,
Hee ibond mudhara,Hee ibond mudhara

Mumbengegwi wauraya Zimbabwe
Mumbengegwi wauraya Zimbabwe
Wauraya wauraya wauraya Zimbabwe
Wauraya wauraya wauraya Zimbabwe

3.Zesa irima mudhara, Hee irima mudhara
Zesa irima mudhara, Hee irima mudhara
Hee irima mudhara,Hee irima mudhara
Hee irima mudhara,Hee irima mudhara

Nyambuya wauraya Zimbabwe
Nyambuya wauraya Zimbabwe
Wauraya wauraya wauraya Zimbabwe
Wauraya wauraya wauraya Zimbabwe

4.Zinwa iyi yapwa mudhara
Hee yapwa mudhara
Zinwa iyi yapwa mudhara
Hee yapwa mudhara

Hee yapwa mudhara,Hee yapwa mudhara
Hee yapwa mudhara,Hee yapwa mudhara
Mutezo wauraya Zimbabwe
Mutezo wauraya Zimbabwe
Wauraya wauraya wauraya Zimbabwe
Wauraya wauraya wauraya Zimbabwe

5.Zvikoro marara mudhara,
Hee marara mudhara
Zvikoro marara mudhara
Hee marara mudhara

Hee marara mudhara, Hee marara mudhara
Hee marara mudhara, Hee marara mudhara
Chigwedere wauraya Zimbabwe
Chigwedere wauraya Zimbabwe
Wauraya wauraya wauraya Zimbabwe
Wauraya wauraya wauraya Zimbabwe

6.Zimbabwe cholera mdhara
Hee cholera mdhara
Zimbabwe cholera mdhara
Hee cholera mdhara

Hee cholera mdhara,Hee cholera mdhara
Hee cholera mdhara,Hee cholera mdhara
Parire wauraya Zimbabwe
Parire wauraya Zimbabwe
Wauraya wauraya wauraya Zimbabwe
Wauraya wauraya wauraya Zimbabwe

7.Zimbabwe ihorror mudhara
Hee ihorror mudhara
Zimbabwe ihorror mudhara
Hee ihorror mudhara

Hee yaora mudhara, Hee yaora mudhara
Hee yaora mudhara, Hee yaora mudhara
Matibili wauraya Zimbabwe
Matibili wauraya Zimbabwe
Wauraya wauraya wauraya Zimbabwe
Wauraya wauraya wauraya Zimbabwe

1.Zimbabwe is horror old man, yes it's horror old man
Zimbabwe is horror old man, yes it's horror old man
Yes it's horror old man ,yes it's horror old man
Yes it's horror old man,yes it's horror old man

Matibili you destroyed Zimbabwe
Matibili you destroyed Zimbabwe
You destroyed ,you destroyed you destroyed, Zimbabwe
You destroyed ,you destroyed, you destroyedZimbabwe

2.Money is bond paper old man,yes it's bond paper old man
Money is bond paper old man,yes it's bond paper old man
Yes it's bond paper old man, yes it's bond paper old man
Yes it's bond paper,yes it's bond paper

Mumbengegwi you destroyed Zimbabwe
Mumbengegwi you destroyed Zimbabwe
You destroyed ,you destroyed you destroyed, Zimbabwe
You destroyed ,you destroyed, you destroyed,Zimbabwe

3.Zesa is darkness old man,yes it's darkness old old man
Zesa is darkness old man,yes it's darkness old old man
Yes it's darkness old man,yes it's darkness old man
Yes it's darkness old man,yes it's darkness old man

Nyambuya you destroyed Zimbabwe
Nyambuya you destroyed Zimbabwe
You destroyed ,you destroyed you destroyed, Zimbabwe
You destroyed ,you destroyed, you destroyed,Zimbabwe

4.Zinwa iyi yapwa mudhara
Hee yapwa mudhara
Zinwa iyi yapwa mudhara
Hee yapwa mudhara

Hee yapwa mudhara, Hee yapwa mudhara
Hee yapwa mudhara, Hee yapwa mudhara
Mutezo wauraya Zimbabwe
Mutezo wauraya Zimbabwe
You destroyed ,you destroyed you destroyed, Zimbabwe
You destroyed ,you destroyed, you destroyed,Zimbabwe

5.Schools are no more old man
Yes they are no more
Schools are no more old man
Yes they are no more

Yes they are no more, Yes they are no more
Yes they are no more, Yes they are no more
Chigwedere you destroyed Zimbabwe
Chigwedere you destroyed Zimbabwe
You destroyed ,you destroyed you destroyed, Zimbabwe
You destroyed ,you destroyed, you destroyed,Zimbabwe

6.Zimbabwe there's cholera old man
Yes there's cholera old man
Zimbabwe there's cholera old man
Yes there's cholera old man

Hee cholera mdhara,Hee cholera mdhara
Hee cholera mdhara,Hee cholera mdhara
Parire wauraya Zimbabwe
Parire wauraya Zimbabwe
You destroyed ,you destroyed you destroyed, Zimbabwe
You destroyed ,you destroyed, you destroyed,Zimbabwe

7.Zimbabwe is horror old man
Yes it's horror old man
Zimbabwe is horror old man
Yes it's horror old man

Hee yaora mudhara ,Hee yaora mudhara
Hee yaora mudhara ,Hee yaora mudhara
Matibili wauraya Zimbabwe
Matibili wauraya Zimbabwe
You destroyed ,you destroyed you destroyed, Zimbabwe
You destroyed ,you destroyed, you destroyed,Zimbabwe

4.Gore iro

SHONA ENGLISH

1.Gore iro gore iro gore iro gore iro
Gore iro gore iro gore iro gore iro
Kwakauya operation murambatsvina gore iro
Kwakauya operation murambatsvina gore iro
Kwakauya operation garikai gore iro
Kwakauya operation garikai gore iro

2.Gore iro gore iro gore iro gore iro
Gore iro gore iro gore iro gore iro
Kwakauya operation redfinger gore iro
Kwakauya operation redfinger gore iro
Kwakauya operation mavhoterapapi gore iro
Kwakauya operation mavhoterapapi gore iro

3.Gore iro gore iro gore iro gore iro
Gore iro gore iro gore iro gore iro
Kwakauya operation chimumumu gore iro
Kwakauya operationchimumumugore iro
Kwakauya operation chinyavada gore iro
Kwakauya operation chinyavada gore iro

4.Gore iro gore iro gore iro gore iro
Gore iro gore iro gore iro gore iro
Kwakauya operation tsuro negwenzi gore iro
Kwakauya operation tsuro negwenzi gore iro
Kwakauya operation reduce prices gore iro
Kwakauya operation reduce prices gore iro

5.Gore iro gore iro gore iro gore iro
Gore iro gore iro gore iro gore iro
Kwakauya operation maguta gore iro
Kwakauya operation maguta gore iro
Kwakauya operation hapamirwe gore iro
Kuchauya operation hapamirwe gore iro

6.Gore iro gore iro gore iro gore iro
Gore iro gore iro gore iro gore iro
Kwakauya operation madhishi gore iro
Kwakauya operation madhishi gore iro
Kwakauya operation hakudzokwi gore iro
Kwakauya operation hakudzokwi gore iro

7.Gore iro gore iro gore iro gore iro
Gore iro gore iro gore iro gore iro
Kwakauya operation restore order gore iro
Kwakauya operation restore order gore iro
Kwakauya operation sunrise gore iro
Kwakauya operation sunrise gore iro

8.Gore iro gore iro gore iro gore iro
Gore iro gore iro gore iro gore iro
Kwakauya operation tasangana gore iro
Kwakauya operation tasangana gore iro
Kwakauya operation chikorokoza gore iro

Click here to add Viomak Charity Music to your favourites

Tell a friend about Viomak Charity Music!
Type your friends email address in the box below and press send.

Home | Mission Statement | Biography | Voice Music| Educational Services
Music Forum | Photos | Guest Book | News & Events | Target Centres
Submit Link | Audios | Appreciations | Voto | Contact

Viomak Charity Music. All rights reserved. Login