1.Zimbabwe mudumbu rezanu,
Zimbabwe yagara makore mazhinji
Zimbabwe siku nesikati ,
Zimbabwe yofa irimo
Chorus :Iwe neni tinodaidzwa Wasu iwe hambai tinodaidzwa
Iwe neni tinodaidzwa Samanyika tinunure nyika.
2.Mugabe mukuru wenyika ,
Mugabe waramba kusiya chigaro
Mugabe mukuru wenyika,
Mugabe ofa aripo
Iwe neni tinodaidzwa Tsvangirai Morgan tinodaidzwa
Iwe neni tinodaidzwa Tsvangirayi tinunure nyika .
3.Grace mai wenyika ,
Grace waramba kusiya mucheno
Grace siku nesikati,
Grace okudza mucheno
Iwe neni tinodaidzwa mwamunawe Chipingeko tinodaidzwa
Iwe neni tinodaidzwa ` ngatei hai tinunure nyika.
4.MaZimbabweans ngatibatanei,
Vanhu vaMwari ngatibataneeei
MaZimbabweans ngatibatanei ,
Zanu yauraya nyika
Iwe neni tinodaidzwa Netara uko zvogozha tinodaidzwa
Iwe neni tinodaidzwa Masvingo tinunure nyika.
5.MaZimbabweans ngatinamatei,
Vanhu vaMwari ngatinamatei
MaZimbabweans ngatinamatei ,
Iwe neni tinodaidzwa asambe wena katesilo tinodaidzwa
Iwe neni tinodaidzwa Quo Quo Quo tinunure nyika.
6.Zimbabwe haisi yezanu ,
Zimbabwe inyika yemunhu wese
Zimbabwe kwete yaMugabe,
Zimbabwe ngeyedu tese .
Iwe neni tinodaidzwa Messenger Chipanga tinodaidzwa
Iwe neni tinodaidzwa Ndagaya ini tinunure nyika.
7.MaZimbabweans ibasa redu,
Idambudziko rapinda mumba
MaZimbabweans ibasa redu ,
Rekununura nyika.
Iwe neni tinodaidzwa Mukanya iwe Thomas tinodaidzwa
Iwe neni tinodaidzwa chiputitse tinunure nyika
8.Zimbabwe mudumbu rezanu,
Zimbabwe yagara makore mazhinji
Zimbabwe siku nesikati ,
Zimbabwe yofa irimo
Iwe neni tinodaidzwa Mukoma imi Zhakata tinodaidzwa
Iwe neni tinodaidzwa Udza vamwe tinunure nyika.
9. Mitoro turai pacalvary,calvary,calvary mitoro turai pacalvary tinunure nyika Zimbabwe
Imi turai mitoro turai pacalvary tinunure nyika.
10. Misodzi turai pacalvary,calvary,calvary misodzi turai pacalvary tinunure nyika Zimbabwe
Imi turai misodzi turai pacalvary tinunure nyika
11.Mucheno turawo pacalvary,calvary,calvary, mucheno turawo pacalvary tinunure nyika
Grace iwe turawo mucheno turawo pacalvary tinunure nyika
12.Mabhenzi turai pacalvary,calvary,calvary, mabhenzi turai pacalvary, tinunure nyika
Mugabe iwe turai mabhenzi turai pacalvary tinunure nyika
13. Mindaiyo turai pacalvary,calvary,calvary, mindaiyo turai pacalvary, tinunure nyika
Chinotimba turai mindaiyo turai pacalvary tinunure nyika
14. Ugwara turai pacalvary,calvary,calvary, ugwara turai pacalvary tinunure nyika
maZimba imi turai ugwara turai pacalvary tinunure nyika.
15. Mapondo turai pacalvary,calvary,calvary, mapondo turai pacalvary tinunure nyika
Kudiaspora uko turai mapondo turai pacalvary tinunure nyika.
16.Mayusa turai pacalvary,calvary,calvary, mayusa turai pacalvary tinunure nyika
Kudiaspora uko turai mayusa turai pacalvary tinunure nyika
17. Miyedzo turai pacalvary,calvary,calvary, miyedzo turai pacalvary tinunure nyika
Macritic turai miyedzo turai pacalvary tinunure nyika
18. Umbavha turai pacalvary,calvary,calvary umbavha turai pacalvary tinunure nyika
Mugabe iwe turai umbavha turai pacalvary tinunure nyika
19. Umhondi turai pacalvary,calvary,calvary umhondi turai pacalvary tinunure nyika
Mugabe iwe turai umhondi turai pacalvary tinunure nyika
20. Uori turai pacalvary,calvary,calvary uori turai pacalvary tinunure nyika
Mugabe iwe turai uori turai pacalvary tinunure nyika |